sponsored links
VERSE
          A5           E5
Ndofamba, ndofamba
            B5       A5
Ndosuwa kudenga
            A5     A5   D5  
Kunyika      ya - Tenzi
B5   A5    E5     A5  
Isi  -   na      nenhamo

2.    Majaya musatye 
Kufamba murwendo
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika 

3.    Mhandara musatye 
Kufamba murwendo 
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika 

4.    Madzibaba musatye 
Kufamba murwendo 
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika 

5.    Madzimayi musatye 
Kufamba murwendo 
Munoda vasimbi
Kusvika yonyika 

6.     Heyi wena, heyi wena 
Heyi wena, heyi wena 
Heyi wena, heyi wena 
Heyi wena, Satani

7.     Chitsike, chitsike
Chitsike, chitsike
Chitsike, chitsike
Chitsike Satani
Show more
sponsored links
sponsored links