VERSE A5 E5 Ndofamba, ndofamba B5 A5 Ndosuwa kudenga A5 A5 D5 Kunyika ya - Tenzi B5 A5 E5 A5 Isi - na nenhamo 2. Majaya musatye Kufamba murwendo Munoda vasimbi Kusvika yonyika 3. Mhandara musatye Kufamba murwendo Munoda vasimbi Kusvika yonyika 4. Madzibaba musatye Kufamba murwendo Munoda vasimbi Kusvika yonyika 5. Madzimayi musatye Kufamba murwendo Munoda vasimbi Kusvika yonyika 6. Heyi wena, heyi wena Heyi wena, heyi wena Heyi wena, heyi wena Heyi wena, Satani 7. Chitsike, chitsike Chitsike, chitsike Chitsike, chitsike Chitsike Satani